RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 39:5
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    •  5 Tarirai! Makaita kuti mazuva angu angova mashomanana;+

      Nguva youpenyu hwangu yakaita sepasina pamberi penyu.+

      Chokwadi munhu wose wepanyika, kunyange zvazvo achimira akasimba, haasi chinhu asi mhepo inofemwa.+ Sera.

  • Pisarema 62:9
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    •  9 Chokwadi vanakomana vomunhu wepanyika imhepo inofemwa,+

      Vanakomana vevanhu inhema.+

      Pavanoiswa pachikero, vose zvavo vanokundwa kurema nemhepo inofemwa.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe