Genesisi 3:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Uchadya zvokudya zveziya rechiso chako kusvikira wadzokera kuvhu, nokuti wakatorwa kwariri.+ Zvauri guruva uchadzokera kuguruva.”+ Pisarema 90:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Munoita kuti munhuwo zvake adzokere kuguruva,+Uye munoti: “Dzokerai, imi vanakomana vevanhu.”+ Muparidzi 3:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 Zvose zvinoenda kunzvimbo imwe chete.+ Zvose zvakabva kuguruva,+ uye zvose zvinodzokera kuguruva.+ Muparidzi 12:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Pashure paizvozvo guruva rinodzokera kuivhu+ sezvarakanga rakaita uye simba roupenyu+ rinodzokera kuna Mwari+ wechokwadi akaripa.+
19 Uchadya zvokudya zveziya rechiso chako kusvikira wadzokera kuvhu, nokuti wakatorwa kwariri.+ Zvauri guruva uchadzokera kuguruva.”+
20 Zvose zvinoenda kunzvimbo imwe chete.+ Zvose zvakabva kuguruva,+ uye zvose zvinodzokera kuguruva.+
7 Pashure paizvozvo guruva rinodzokera kuivhu+ sezvarakanga rakaita uye simba roupenyu+ rinodzokera kuna Mwari+ wechokwadi akaripa.+