Pisarema 93:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 93 Jehovha ava mambo!+Akapfeka ukuru;+Jehovha akapfeka—akazvisunga nesimba.+Nyika inobereka inosimbiswawo kuitira kuti irege kuzununguswa.+ Isaya 42:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Jehovha achabuda sezvinoita murume ane simba.+ Achamutsa kushingaira somurwi.+ Achashevedzera, chokwadi achashevedzera nokuda kwehondo;+ achava nesimba kwazvo pavavengi vake.+ 1 Timoti 1:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Zvino kuna Mambo asingagumi,+ asingaori,+ asingaoneki,+ iye Mwari oga,+ ngakuve nokuremekedzwa nokukudzwa nokusingaperi-peri.+ Ameni.
93 Jehovha ava mambo!+Akapfeka ukuru;+Jehovha akapfeka—akazvisunga nesimba.+Nyika inobereka inosimbiswawo kuitira kuti irege kuzununguswa.+
13 Jehovha achabuda sezvinoita murume ane simba.+ Achamutsa kushingaira somurwi.+ Achashevedzera, chokwadi achashevedzera nokuda kwehondo;+ achava nesimba kwazvo pavavengi vake.+
17 Zvino kuna Mambo asingagumi,+ asingaori,+ asingaoneki,+ iye Mwari oga,+ ngakuve nokuremekedzwa nokukudzwa nokusingaperi-peri.+ Ameni.