1 Samueri 3:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Rambi raMwari rakanga risati radzimwa, uye Samueri akanga akarara mutemberi yaJehovha,+ maiva neareka yaMwari. 1 Makoronike 16:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 Nokudaro vakapinda neareka yaMwari wechokwadi,+ vakaiisa mutende rayakanga yadzikirwa naDhavhidhi;+ uye vakapa zvinopiwa zvinopiswa nezvibayiro zvokugoverana pamberi paMwari wechokwadi.+ Pisarema 27:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Chinhu chimwe chete chandakakumbira Jehovha+—Ndicho chandichatsvaka,+Kuti ndigare mumba maJehovha mazuva ose oupenyu hwangu,+Kuti ndione kufadza kwaJehovha+Uye kuti nditarire temberi yake ndichionga.+ Pisarema 84:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Nokuti zuva rimwe chete muzvivanze zvenyu rinopfuura ane chiuru kune imwe nzvimbo.+Ndakasarudza kumira pachikumbaridzo muimba yaMwari wangu+Panzvimbo pokufamba-famba mumatende ezvakaipa.+
3 Rambi raMwari rakanga risati radzimwa, uye Samueri akanga akarara mutemberi yaJehovha,+ maiva neareka yaMwari.
16 Nokudaro vakapinda neareka yaMwari wechokwadi,+ vakaiisa mutende rayakanga yadzikirwa naDhavhidhi;+ uye vakapa zvinopiwa zvinopiswa nezvibayiro zvokugoverana pamberi paMwari wechokwadi.+
4 Chinhu chimwe chete chandakakumbira Jehovha+—Ndicho chandichatsvaka,+Kuti ndigare mumba maJehovha mazuva ose oupenyu hwangu,+Kuti ndione kufadza kwaJehovha+Uye kuti nditarire temberi yake ndichionga.+
10 Nokuti zuva rimwe chete muzvivanze zvenyu rinopfuura ane chiuru kune imwe nzvimbo.+Ndakasarudza kumira pachikumbaridzo muimba yaMwari wangu+Panzvimbo pokufamba-famba mumatende ezvakaipa.+