Jobho 33:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Mudzimu waMwari wakandisika,+Uye mhepo yoWemasimbaose yokufema yakaita kuti ndive mupenyu.+ Jeremiya 2:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 ‘nokuti vanhu vangu vakaita zvinhu zviviri zvakaipa: Vakandisiya,+ ini tsime remvura mhenyu,+ kuti vachere migodhi yemvura, migodhi yakatsemuka, isingagoni kuchengeta mvura.’ Mabasa 17:28 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 28 Nokuti naye tine upenyu, tinofamba uye tiripo,+ sezvakataurwa nevamwe vadetembi+ vari pakati penyu kuti, ‘Nokuti tiri chizvarwa chakewo.’ Zvakazarurwa 4:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 “Jehovha, imi Mwari wedu, makakodzera kuti mugamuchire kukudzwa+ nokuremekedzwa+ nesimba,+ nokuti makasika zvinhu zvose,+ uye nemhaka yokuda kwenyu+ zvakavapo uye zvakasikwa.”+
13 ‘nokuti vanhu vangu vakaita zvinhu zviviri zvakaipa: Vakandisiya,+ ini tsime remvura mhenyu,+ kuti vachere migodhi yemvura, migodhi yakatsemuka, isingagoni kuchengeta mvura.’
28 Nokuti naye tine upenyu, tinofamba uye tiripo,+ sezvakataurwa nevamwe vadetembi+ vari pakati penyu kuti, ‘Nokuti tiri chizvarwa chakewo.’
11 “Jehovha, imi Mwari wedu, makakodzera kuti mugamuchire kukudzwa+ nokuremekedzwa+ nesimba,+ nokuti makasika zvinhu zvose,+ uye nemhaka yokuda kwenyu+ zvakavapo uye zvakasikwa.”+