Eksodho 15:21 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 21 Miriyemu akaramba achidavira varume,+ achiti:“Imbirai Jehovha,+ nokuti akwidziridzwa kwazvo.+Akanda bhiza nomutasvi waro mugungwa.”+ Vatongi 5:31 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 31 Nokudaro vavengi venyu vose ngavaparare,+ haiwa Jehovha,Vanokudai+ ngavave sezvinoitika panobuda zuva rine simba.”+ Nyika haina kuzonetswazve kwemakore makumi mana.+ Esteri 9:22 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 22 maererano nemazuva akanga azorora vaJudha pavavengi vavo+ nomwedzi wavakachinjirwa kushungurudzwa kukava kufara uye kuchema+ kukava zuva rakanaka, kuti achengetwe semazuva okuita mabiko neokufara neokutumirana zvinhu+ neezvipo kuvarombo.+
21 Miriyemu akaramba achidavira varume,+ achiti:“Imbirai Jehovha,+ nokuti akwidziridzwa kwazvo.+Akanda bhiza nomutasvi waro mugungwa.”+
31 Nokudaro vavengi venyu vose ngavaparare,+ haiwa Jehovha,Vanokudai+ ngavave sezvinoitika panobuda zuva rine simba.”+ Nyika haina kuzonetswazve kwemakore makumi mana.+
22 maererano nemazuva akanga azorora vaJudha pavavengi vavo+ nomwedzi wavakachinjirwa kushungurudzwa kukava kufara uye kuchema+ kukava zuva rakanaka, kuti achengetwe semazuva okuita mabiko neokufara neokutumirana zvinhu+ neezvipo kuvarombo.+