Isaya 3:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Munhu akaipa ane nhamo!—Ane dambudziko; nokuti achaitirwa sezvaakaitawo nemaoko ake!+ Jeremiya 6:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Teerera, haiwa iwe nyika! Tarira ndiri kuunza dambudziko pavanhu ava+ sezvibereko zvokufunga kwavo,+ nokuti havana kuteerera mashoko angu; uye mutemo wangu—vakarambawo vachiuramba.”+ Ezekieri 24:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Ini Jehovha, ndazvitaura.+ Zvichauya,+ uye ndichazviita. Handizoregi,+ uye handizonzwi urombo+ kana kuzvidemba.+ Vachakutonga zvinoenderana nenzira dzako uye zvinoenderana nezvawakaita,’+ ndizvo zvinotaura Changamire Ishe Jehovha.” VaGaratiya 6:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Musatsauswa:+ Mwari haasi wokuseka.+ Nokuti zvinodyarwa nomunhu, ndizvo zvaachakohwa;+
19 Teerera, haiwa iwe nyika! Tarira ndiri kuunza dambudziko pavanhu ava+ sezvibereko zvokufunga kwavo,+ nokuti havana kuteerera mashoko angu; uye mutemo wangu—vakarambawo vachiuramba.”+
14 Ini Jehovha, ndazvitaura.+ Zvichauya,+ uye ndichazviita. Handizoregi,+ uye handizonzwi urombo+ kana kuzvidemba.+ Vachakutonga zvinoenderana nenzira dzako uye zvinoenderana nezvawakaita,’+ ndizvo zvinotaura Changamire Ishe Jehovha.”