Jobho 27:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Uyu ndiwo mugove womunhu akaipa unobva kuna Mwari;+Uye vachagamuchira nhaka yevadzvinyiriri inobva kune Wemasimbaose. Jobho 27:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 Zvinongoerekana zvavhundutsa zvichamubata semvura;+Dutu richamuba usiku. Pisarema 37:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 Nokuti vakaipa vachaparara,+Vavengi vaJehovha vachaita sokunaka kwemafuro;Vachapera.+ Vachaperera muutsi.+ 1 VaTesaronika 5:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Chero panguva yavachati:+ “Rugare+ nokuchengeteka!” kuparadzwa+ kusingatarisirwi kuchabva kwakurumidza kuvawira sokurwadziwa kwomukadzi ane pamuviri;+ uye havangambopukunyuki.+
13 Uyu ndiwo mugove womunhu akaipa unobva kuna Mwari;+Uye vachagamuchira nhaka yevadzvinyiriri inobva kune Wemasimbaose.
20 Nokuti vakaipa vachaparara,+Vavengi vaJehovha vachaita sokunaka kwemafuro;Vachapera.+ Vachaperera muutsi.+
3 Chero panguva yavachati:+ “Rugare+ nokuchengeteka!” kuparadzwa+ kusingatarisirwi kuchabva kwakurumidza kuvawira sokurwadziwa kwomukadzi ane pamuviri;+ uye havangambopukunyuki.+