2 Samueri 15:34 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 34 Asi kana ukadzokera kuguta ukanoti kuna Absaromu, ‘Haiwa Mambo, ndiri mushandi wenyu. Ini ndaimbova mushandi wababa venyu panguva iyoyo, asi zvino ini ndava mushandi wenyu,’+ uchabva wavhiringidza+ zano raAhitoferi nokuda kwangu. Zvirevo 22:29 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 29 Unoona munhu ane unyanzvi pabasa rake here? Iye achamira pamberi pemadzimambo;+ haazomiri pamberi pevanhuwo zvavo. Mateu 24:45 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 45 “Chokwadi ndiani muranda akatendeka,+ akangwara, akagadzwa natenzi wake paveimba yake, kuti avape zvokudya zvavo panguva yakakodzera?+
34 Asi kana ukadzokera kuguta ukanoti kuna Absaromu, ‘Haiwa Mambo, ndiri mushandi wenyu. Ini ndaimbova mushandi wababa venyu panguva iyoyo, asi zvino ini ndava mushandi wenyu,’+ uchabva wavhiringidza+ zano raAhitoferi nokuda kwangu.
29 Unoona munhu ane unyanzvi pabasa rake here? Iye achamira pamberi pemadzimambo;+ haazomiri pamberi pevanhuwo zvavo.
45 “Chokwadi ndiani muranda akatendeka,+ akangwara, akagadzwa natenzi wake paveimba yake, kuti avape zvokudya zvavo panguva yakakodzera?+