Pisarema 37:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 Zvishoma zvomunhu akarurama zviri nani+Pane zvakawanda zvevakaipa vazhinji.+ Zvirevo 15:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 Zviri nani kuva nezvishoma uchitya Jehovha+ pane kuva nezvizhinji iwe uchivhiringidzwa nazvo.+ 1 Timoti 6:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Chokwadi, kuzvipira kuna Mwari+ uku pamwe chete nokugutsikana+ inzira inopfumisa kwazvo.+