Zvirevo 27:21 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 21 Hari yokunatsira ndeyesirivha,+ uye vira nderendarama;+ asi munhu anoedzwa maererano nokurumbidzwa kwake.+ Maraki 3:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Achagara pasi sezvinoita munatsi nomuchenesi wesirivha,+ ochenesa vanakomana vaRevhi;+ achavachenesa sezvinoitwa ndarama+ uye sezvinoitwa sirivha, uye kuna Jehovha vachava vanhu vanouya nechipo chinopiwa+ mukururama.
21 Hari yokunatsira ndeyesirivha,+ uye vira nderendarama;+ asi munhu anoedzwa maererano nokurumbidzwa kwake.+
3 Achagara pasi sezvinoita munatsi nomuchenesi wesirivha,+ ochenesa vanakomana vaRevhi;+ achavachenesa sezvinoitwa ndarama+ uye sezvinoitwa sirivha, uye kuna Jehovha vachava vanhu vanouya nechipo chinopiwa+ mukururama.