RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 66:10
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 10 Nokuti makationgorora, haiwa Mwari;+

      Makatinatsa sokunatswa kunoitwa sirivha.+

  • Zvirevo 25:4
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 4 Tsvina yakaita furo ngaibviswe pasirivha, uye yose ichabuda yanatswa.+

  • Zekariya 13:9
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 9 Ndichapfuudza chikamu chechitatu nomumoto;+ ndichavanatsa sokunatswa kunoitwa sirivha,+ ndovaedza, sokuedzwa kunoitwa ndarama.+ Ivo vachadana zita rangu uye ini ndichavapindura.+ Ndichati, ‘Ivo vanhu vangu,’+ uye ivo vachati, ‘Jehovha ndiye Mwari wedu.’”+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe