RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 110:2
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    •  2 Jehovha achatambanudza tsvimbo+ yesimba rako kubva muZiyoni,+ achiti:

      “Enda ukunde pakati pevavengi vako.”+

  • Isaya 51:4
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 4 “Nditeererei, haiwa imi vanhu vangu; ndinzwei, imi boka rangu remarudzi.+ Nokuti ndichabudisa mutemo,+ uye ndichaita kuti zvandakatonga zvive chiedza kumarudzi.+

  • VaRoma 10:18
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 18 Kunyange zvakadaro ndinobvunza kuti, Havana kukundikana kunzwa here? Chokwadi, chaizvoizvo, “inzwi ravo rakabuda rikaenda munyika yose,+ uye mashoko avo kumigumo yenyika inogarwa.”+

  • Zvakazarurwa 21:24
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 24 Marudzi achafamba nechiedza charo,+ uye madzimambo enyika achaunza kubwinya kwawo mariri.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe