Mateu 21:42 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 42 Jesu akati kwavari: “Hamuna kumboverenga here muMagwaro kuti, ‘Dombo rakarambwa nevavaki+ ndiro razova dombo guru repakona.+ Iri rakabva kuna Jehovha, uye rinoshamisa mumaziso edu’? Mako 12:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Hamuna kumboverenga here rugwaro urwu runoti, ‘Dombo+ rakarambwa nevavaki, ndiro razova dombo guru repakona.+ Ruka 20:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Asi iye akavatarira, akati: “Saka, izvi zvakanyorwa zvinorevei, zvinoti, ‘Dombo rakarambwa nevavaki,+ ndiro razova dombo guru repakona’?+ Mabasa 4:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Uyu ndiro ‘dombo rakanzi harikoshi nemi vavaki razova musoro wekona.’+
42 Jesu akati kwavari: “Hamuna kumboverenga here muMagwaro kuti, ‘Dombo rakarambwa nevavaki+ ndiro razova dombo guru repakona.+ Iri rakabva kuna Jehovha, uye rinoshamisa mumaziso edu’?
10 Hamuna kumboverenga here rugwaro urwu runoti, ‘Dombo+ rakarambwa nevavaki, ndiro razova dombo guru repakona.+
17 Asi iye akavatarira, akati: “Saka, izvi zvakanyorwa zvinorevei, zvinoti, ‘Dombo rakarambwa nevavaki,+ ndiro razova dombo guru repakona’?+