Isaya 49:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Zvanzi naJehovha: “Ndakakupindura panguva yakakodzera,+ ndakakubatsira pazuva roruponeso;+ uye ndakaramba ndichikuchengetedza kuti ndiite kuti uve sungano yevanhu,+ kuti umutsidzire nyika,+ uite kuti vavezve nenhaka dzakanga dzaparadzwa,+ Mateu 26:28 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 28 nokuti iyi inomirira+ ‘ropa rangu+ resungano,’+ richadururirwa vazhinji+ nokuda kwokukanganwirwa zvivi.+ VaHebheru 8:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Asi zvino Jesu akawana basa rinoitirwa vanhu vose rakatonyanya kunaka, zvokuti ndiyewo murevereri+ wesungano yakafanana iri nani,+ yakasimbiswa zviri pamutemo pazvipikirwa+ zviri nani.
8 Zvanzi naJehovha: “Ndakakupindura panguva yakakodzera,+ ndakakubatsira pazuva roruponeso;+ uye ndakaramba ndichikuchengetedza kuti ndiite kuti uve sungano yevanhu,+ kuti umutsidzire nyika,+ uite kuti vavezve nenhaka dzakanga dzaparadzwa,+
28 nokuti iyi inomirira+ ‘ropa rangu+ resungano,’+ richadururirwa vazhinji+ nokuda kwokukanganwirwa zvivi.+
6 Asi zvino Jesu akawana basa rinoitirwa vanhu vose rakatonyanya kunaka, zvokuti ndiyewo murevereri+ wesungano yakafanana iri nani,+ yakasimbiswa zviri pamutemo pazvipikirwa+ zviri nani.