Vatongi 2:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Jehovha akabva atsamwira vaIsraeri kwazvo,+ zvokuti akavaisa mumaoko evapambi, vakatanga kuvapamba;+ akavatengesera muruoko rwevavengi vavo vakanga vakavapoteredza,+ uye vakanga vasingachakwanisi kumira pamberi pevavengi vavo.+ 2 Makoronike 15:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Vakaparadzwa, rudzi ruchiparadza rumwe rudzi,+ guta richiparadza rimwe guta, nokuti Mwari akaita kuti varambe vasina kugadzikana vaine matambudziko emarudzi ose.+ Pisarema 106:41 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 41 Akaramba achivaisa mumaoko emamwe marudzi,+Kuti vaya vaivavenga vavatonge,+
14 Jehovha akabva atsamwira vaIsraeri kwazvo,+ zvokuti akavaisa mumaoko evapambi, vakatanga kuvapamba;+ akavatengesera muruoko rwevavengi vavo vakanga vakavapoteredza,+ uye vakanga vasingachakwanisi kumira pamberi pevavengi vavo.+
6 Vakaparadzwa, rudzi ruchiparadza rumwe rudzi,+ guta richiparadza rimwe guta, nokuti Mwari akaita kuti varambe vasina kugadzikana vaine matambudziko emarudzi ose.+