Dheuteronomi 4:39 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 39 Unonyatsoziva nhasi, uye unofanira kuyeuka nomwoyo wako kuti Jehovha ndiye Mwari wechokwadi kumatenga ari kumusoro nepanyika iri pasi.+ Hakuna mumwe.+ 1 Samueri 2:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Hakuna mutsvene akafanana naJehovha, nokuti hakuna mumwe kunze kwenyu;+Uye hakuna dombo rakafanana naMwari wedu.+
39 Unonyatsoziva nhasi, uye unofanira kuyeuka nomwoyo wako kuti Jehovha ndiye Mwari wechokwadi kumatenga ari kumusoro nepanyika iri pasi.+ Hakuna mumwe.+
2 Hakuna mutsvene akafanana naJehovha, nokuti hakuna mumwe kunze kwenyu;+Uye hakuna dombo rakafanana naMwari wedu.+