Eksodho 20:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 “Usazvigadzirira mufananidzo wakavezwa, kana mufananidzo wechinhu chero chipi zvacho chiri kumatenga kumusoro, kana chiri panyika pasi, kana chiri mumvura pasi penyika.+ Revhitiko 26:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 26 “‘Musazvigadzirira vanamwari vasina zvavanobatsira,+ musazvimisira mufananidzo wakavezwa+ kana kuti shongwe tsvene, musamisa dombo rine mifananidzo+ munyika yenyu kuti murikotamire;+ nokuti ndini Jehovha Mwari wenyu. Jeremiya 10:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Vanhu vose vakava vasingafungi kwazvo zvokuti havachazivi.+ Vapfuri vose vesimbi vachanyara nemifananidzo yakavezwa;+ nokuti mifananidzo yavo yakaumbwa nesimbi yakanyungudutswa ndeyenhema,+ uye haina simba roupenyu mairi.+
4 “Usazvigadzirira mufananidzo wakavezwa, kana mufananidzo wechinhu chero chipi zvacho chiri kumatenga kumusoro, kana chiri panyika pasi, kana chiri mumvura pasi penyika.+
26 “‘Musazvigadzirira vanamwari vasina zvavanobatsira,+ musazvimisira mufananidzo wakavezwa+ kana kuti shongwe tsvene, musamisa dombo rine mifananidzo+ munyika yenyu kuti murikotamire;+ nokuti ndini Jehovha Mwari wenyu.
14 Vanhu vose vakava vasingafungi kwazvo zvokuti havachazivi.+ Vapfuri vose vesimbi vachanyara nemifananidzo yakavezwa;+ nokuti mifananidzo yavo yakaumbwa nesimbi yakanyungudutswa ndeyenhema,+ uye haina simba roupenyu mairi.+