RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 1 Samueri 12:21
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 21 Musatsauka kuti mutevere zvinhu zvisiri zvechokwadi+ zvisingabatsiri+ uye zvisinganunuri, nokuti hazvisi zvechokwadi.

  • 1 Makoronike 16:26
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 26 Nokuti vanamwari vose vemamwe marudzi ndivanamwari vasina zvavanobatsira.+

      Asi Jehovha, ndiye akasika matenga.+

  • Pisarema 96:5
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    •  5 Nokuti vanamwari vose vemamwe marudzi ndivanamwari vasina zvavanobatsira;+

      Asi Jehovha, ndiye akasika matenga.+

  • Isaya 37:19
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 19 Vanamwari vawo vakakandwa mumoto,+ nokuti vakanga vasiri vanamwari,+ asi zvinhu zvakagadzirwa nemaoko omunhu,+ danda nedombo, zvokuti akavaparadza.+

  • Isaya 41:29
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 29 Tarirai! Ivo vose chinhu chisipo. Mabasa avo haabatsiri. Mifananidzo yavo yakaumbwa nesimbi yakanyungudutswa imhepo uye haisi yechokwadi.+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe