RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Eksodho 20:4
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 4 “Usazvigadzirira mufananidzo wakavezwa, kana mufananidzo wechinhu chero chipi zvacho chiri kumatenga kumusoro, kana chiri panyika pasi, kana chiri mumvura pasi penyika.+

  • Dheuteronomi 4:16
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 16 kuti murege kuita zvakaipa+ uye murege kuzvigadzirira mufananidzo wakavezwa, mufananidzo wechiratidzo chero wechinhu chipi zvacho, mufananidzo womunhurume kana kuti munhukadzi,+

  • Dheuteronomi 4:28
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 28 Ikoko muchashumira vamwe vanamwari,+ basa remaoko omunhu, vematanda nevematombo,+ vasingagoni kuona kana kunzwa kana kudya kana kunhuhwidza.+

  • Mabasa 17:29
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 29 “Naizvozvo, zvatiri vana vaMwari,+ hatifaniri kufunga kuti Mwari+ akafanana nendarama kana sirivha kana dombo, kufanana nechimwe chinhu chakavezwa nounyanzvi nouchenjeri hwomunhu.+

  • VaRoma 1:23
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 23 vakachinja kubwinya+ kwaMwari asingaori kuti kuve chimwe chinhu chakafanana nomufananidzo+ womunhu anoora noweshiri nezvisikwa zvine makumbo mana nezvinhu zvinokambaira.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe