Pisarema 68:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Jehovha pachake anoti;+Vakadzi vanozivisa mashoko akanaka iuto guru.+ Isaya 40:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Kwira mugomo refu,+ iwe mukadzi ari kuunzira Ziyoni mashoko akanaka.+ Shevedzera nesimba, iwe mukadzi ari kuunzira Jerusarema mashoko akanaka.+ Shevedzera. Usatya.+ Iti kumaguta aJudha: “Hoyu Mwari wenyu.”+ Nahumi 1:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 “Tarirai! Pamusoro pemakomo pane tsoka dzaiye ari kuuya nemashoko akanaka, iye ari kuzivisa rugare.+ Haiwa iwe Judha, ita mitambo yako.+ Ita zvawakapika;+ nokuti hapana munhu pasina achazopfuurazve nomauri.+ Iye achaparadzwa chose.”+ VaRoma 10:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Uyewo, vachaparidza sei kana vasina kutumwa?+ Sokunyorwa kwazvakaitwa, kuti: “Dzakanaka sei tsoka dzevaya vanozivisa mashoko akanaka ezvinhu zvakanaka!”+
9 Kwira mugomo refu,+ iwe mukadzi ari kuunzira Ziyoni mashoko akanaka.+ Shevedzera nesimba, iwe mukadzi ari kuunzira Jerusarema mashoko akanaka.+ Shevedzera. Usatya.+ Iti kumaguta aJudha: “Hoyu Mwari wenyu.”+
15 “Tarirai! Pamusoro pemakomo pane tsoka dzaiye ari kuuya nemashoko akanaka, iye ari kuzivisa rugare.+ Haiwa iwe Judha, ita mitambo yako.+ Ita zvawakapika;+ nokuti hapana munhu pasina achazopfuurazve nomauri.+ Iye achaparadzwa chose.”+
15 Uyewo, vachaparidza sei kana vasina kutumwa?+ Sokunyorwa kwazvakaitwa, kuti: “Dzakanaka sei tsoka dzevaya vanozivisa mashoko akanaka ezvinhu zvakanaka!”+