Eksodho 15:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 Zvino Miriyemu muprofitakadzi, hanzvadzi yaAroni,+ akatora gandira noruoko rwake;+ vakadzi vose vakabuda pamwe chete naye vaine makandira vachitamba.+ Vatongi 5:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Zvino pazuva iroro Dhibhora+ pamwe chete naBheraki+ mwanakomana waAbhinoamu+ vakaimba rwiyo,+ vachiti: Vatongi 11:34 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 34 Jefta akazosvika kuMizpa+ kumba kwake, uye akaona mwanasikana wake achibuda kuzomuchingura achiridza gandira achitamba!+ Zvino ndiye aingova mwana mumwe chete. Aiva asina mumwe mwanakomana kana mwanasikana kunze kwake. 1 Samueri 18:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Pavaipinda, Dhavhidhi paakadzoka achibva kunouraya vaFiristiya, vakadzi vakatanga kubuda mumaguta ose evaIsraeri vachiimba+ nokutamba kuti vanochingura mambo Sauro, vaine makandira,+ vachifara+ uye vaine zviridzwa zvaiva netambo nhatu. Isaya 40:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Kwira mugomo refu,+ iwe mukadzi ari kuunzira Ziyoni mashoko akanaka.+ Shevedzera nesimba, iwe mukadzi ari kuunzira Jerusarema mashoko akanaka.+ Shevedzera. Usatya.+ Iti kumaguta aJudha: “Hoyu Mwari wenyu.”+ Mabasa 8:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Asi zvino pavakatenda Firipi, akanga achizivisa mashoko akanaka pamusoro poumambo hwaMwari+ uye pamusoro pezita raJesu Kristu, vakabva vabhabhatidzwa, varume nevakadzi.+
20 Zvino Miriyemu muprofitakadzi, hanzvadzi yaAroni,+ akatora gandira noruoko rwake;+ vakadzi vose vakabuda pamwe chete naye vaine makandira vachitamba.+
5 Zvino pazuva iroro Dhibhora+ pamwe chete naBheraki+ mwanakomana waAbhinoamu+ vakaimba rwiyo,+ vachiti:
34 Jefta akazosvika kuMizpa+ kumba kwake, uye akaona mwanasikana wake achibuda kuzomuchingura achiridza gandira achitamba!+ Zvino ndiye aingova mwana mumwe chete. Aiva asina mumwe mwanakomana kana mwanasikana kunze kwake.
6 Pavaipinda, Dhavhidhi paakadzoka achibva kunouraya vaFiristiya, vakadzi vakatanga kubuda mumaguta ose evaIsraeri vachiimba+ nokutamba kuti vanochingura mambo Sauro, vaine makandira,+ vachifara+ uye vaine zviridzwa zvaiva netambo nhatu.
9 Kwira mugomo refu,+ iwe mukadzi ari kuunzira Ziyoni mashoko akanaka.+ Shevedzera nesimba, iwe mukadzi ari kuunzira Jerusarema mashoko akanaka.+ Shevedzera. Usatya.+ Iti kumaguta aJudha: “Hoyu Mwari wenyu.”+
12 Asi zvino pavakatenda Firipi, akanga achizivisa mashoko akanaka pamusoro poumambo hwaMwari+ uye pamusoro pezita raJesu Kristu, vakabva vabhabhatidzwa, varume nevakadzi.+