2 VaKorinde 6:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Nokuti iye anoti: “Ndakakunzwa panguva yakakodzera, uye ndakakubatsira pazuva roruponeso.”+ Tarirai! Ino ndiyo nguva yakakodzera chaizvo.+ Tarirai! Rino ndiro zuva roruponeso.+ Zvakazarurwa 7:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Vanoramba vachishevedzera nenzwi guru, vachiti: “Tinowana ruponeso kuna Mwari wedu,+ agere pachigaro choumambo,+ uye kuGwayana.”+
2 Nokuti iye anoti: “Ndakakunzwa panguva yakakodzera, uye ndakakubatsira pazuva roruponeso.”+ Tarirai! Ino ndiyo nguva yakakodzera chaizvo.+ Tarirai! Rino ndiro zuva roruponeso.+
10 Vanoramba vachishevedzera nenzwi guru, vachiti: “Tinowana ruponeso kuna Mwari wedu,+ agere pachigaro choumambo,+ uye kuGwayana.”+