RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Eksodho 15:11
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 11 Haiwa Jehovha, ndiani akafanana nemi pakati pavanamwari?+

      Ndiani akafanana nemi, mutsvene zvikuru kwazvo?+

      Iye anofanira kutyiwa+ nenziyo dzokurumbidza,+ Iye anoita zvishamiso.+

  • Pisarema 99:3
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    •  3 Iwo ngaarumbidze zita renyu.+

      Iguru uye rinotyisa, idzvene.+

  • Ruka 1:49
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 49 nokuti Ane simba andiitira mabasa makuru, uye zita rake idzvene;+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe