Dheuteronomi 32:35 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 35 Kutsiva ndokwangu, nokudzorera.+ Panguva yakatarwa tsoka dzavo dzichadzedzereka,+Nokuti zuva renjodzi yavo rava pedyo,+Zviitiko zvavakagadzirirwa zvinochimbidza kuuya.’+ Pisarema 94:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 94 Haiwa Mwari anotsiva, Jehovha,+Haiwa Mwari anotsiva, penyai!+ VaHebheru 10:30 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 30 Nokuti tinoziva iye akati: “Kutsiva ndokwangu; ndicharipira”;+ uyezve: “Jehovha achatonga vanhu vake.”+
35 Kutsiva ndokwangu, nokudzorera.+ Panguva yakatarwa tsoka dzavo dzichadzedzereka,+Nokuti zuva renjodzi yavo rava pedyo,+Zviitiko zvavakagadzirirwa zvinochimbidza kuuya.’+
30 Nokuti tinoziva iye akati: “Kutsiva ndokwangu; ndicharipira”;+ uyezve: “Jehovha achatonga vanhu vake.”+