Dheuteronomi 32:35 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 35 Kutsiva ndokwangu, nokudzorera.+ Panguva yakatarwa tsoka dzavo dzichadzedzereka,+Nokuti zuva renjodzi yavo rava pedyo,+Zviitiko zvavakagadzirirwa zvinochimbidza kuuya.’+ Isaya 35:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Itii kune vaya vanozvidya mwoyo:+ “Simbai.+ Musatya.+ Tarirai! Mwari wenyu achauya nokutsiva,+ Mwari achauya nematsive.+ Iye achauya okuponesai.”+ Jeremiya 50:28 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 28 “Kune inzwi revaya vari kutiza nevaya vari kupukunyuka munyika yeBhabhironi+ kuti vazivise kutsiva kwaJehovha Mwari wedu muZiyoni,+ iko kutsiva nokuda kwetemberi yake.+ Nahumi 1:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Jehovha ndiMwari anoda kuzvipira kwakazara+ uye anotsiva; Jehovha anotsiva+ uye ane hasha.+ Jehovha anotsiva mhandu dzake,+ uye akagumbukira vavengi vake.+ VaRoma 12:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Musatsiva,+ vadiwa, asi dziurirai hasha;+ nokuti zvakanyorwa kuti: “Kutsiva ndokwangu; ndichatsividza, anodaro Jehovha.”+ 1 VaTesaronika 4:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 kuti parege kuva nomunhu anosvika pakukuvadza opindira pakodzero dzehama yake panyaya iyi,+ nokuti Jehovha ndiye anoranga nokuda kwezvinhu zvose izvi,+ sezvatakakuudzai zvisati zvaitika, tikakupupuriraiwo kwazvo.+ 2 VaTesaronika 1:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Zvazvakarurama kuna Mwari kuti atambudze vaya vanokutambudzai,+ VaHebheru 10:30 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 30 Nokuti tinoziva iye akati: “Kutsiva ndokwangu; ndicharipira”;+ uyezve: “Jehovha achatonga vanhu vake.”+
35 Kutsiva ndokwangu, nokudzorera.+ Panguva yakatarwa tsoka dzavo dzichadzedzereka,+Nokuti zuva renjodzi yavo rava pedyo,+Zviitiko zvavakagadzirirwa zvinochimbidza kuuya.’+
4 Itii kune vaya vanozvidya mwoyo:+ “Simbai.+ Musatya.+ Tarirai! Mwari wenyu achauya nokutsiva,+ Mwari achauya nematsive.+ Iye achauya okuponesai.”+
28 “Kune inzwi revaya vari kutiza nevaya vari kupukunyuka munyika yeBhabhironi+ kuti vazivise kutsiva kwaJehovha Mwari wedu muZiyoni,+ iko kutsiva nokuda kwetemberi yake.+
2 Jehovha ndiMwari anoda kuzvipira kwakazara+ uye anotsiva; Jehovha anotsiva+ uye ane hasha.+ Jehovha anotsiva mhandu dzake,+ uye akagumbukira vavengi vake.+
19 Musatsiva,+ vadiwa, asi dziurirai hasha;+ nokuti zvakanyorwa kuti: “Kutsiva ndokwangu; ndichatsividza, anodaro Jehovha.”+
6 kuti parege kuva nomunhu anosvika pakukuvadza opindira pakodzero dzehama yake panyaya iyi,+ nokuti Jehovha ndiye anoranga nokuda kwezvinhu zvose izvi,+ sezvatakakuudzai zvisati zvaitika, tikakupupuriraiwo kwazvo.+
30 Nokuti tinoziva iye akati: “Kutsiva ndokwangu; ndicharipira”;+ uyezve: “Jehovha achatonga vanhu vake.”+