Eksodho 19:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Zvino kana mukanyatsoteerera+ inzwi rangu uye mukachengeta sungano yangu,+ muchabva mava pfuma yangu chaiyo pakati pemamwe marudzi ose,+ nokuti nyika yose ndeyangu.+ Pisarema 135:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Nokuti Jah akasarudza Jakobho,+Israeri kuti ave pfuma yake chaiyo.+ Amosi 3:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 ‘Imi ndimi chete vandakaziva+ pamhuri dzose dzepanyika.+ Ndokusaka ndichaita kuti muzvidavirire kukanganisa kwenyu kwose.+ Maraki 3:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 “Vachava vangu,”+ Jehovha wemauto adaro, “pazuva randichaita kuti pave nepfuma chaiyo.+ Ndichavanzwira tsitsi, sezvinoita murume anonzwira nyasha mwanakomana wake anomushandira.+
5 Zvino kana mukanyatsoteerera+ inzwi rangu uye mukachengeta sungano yangu,+ muchabva mava pfuma yangu chaiyo pakati pemamwe marudzi ose,+ nokuti nyika yose ndeyangu.+
2 ‘Imi ndimi chete vandakaziva+ pamhuri dzose dzepanyika.+ Ndokusaka ndichaita kuti muzvidavirire kukanganisa kwenyu kwose.+
17 “Vachava vangu,”+ Jehovha wemauto adaro, “pazuva randichaita kuti pave nepfuma chaiyo.+ Ndichavanzwira tsitsi, sezvinoita murume anonzwira nyasha mwanakomana wake anomushandira.+