Pisarema 132:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Jehovha akapika kuna Dhavhidhi,+Chokwadi haazoregi kuzviita, achiti:+“Mumwe pazvibereko zvedumbu rako+Ndichamuisa pachigaro chako choumambo.+ VaRoma 15:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Uyezve Isaya anoti: “Pachava nomudzi waJese,+ uye kuchava nomumwe anomuka kuti atonge marudzi;+ marudzi achaisa tariro yawo paari.”+ Zvakazarurwa 22:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 “‘Ini, Jesu, ndakatuma ngirozi yangu kuti ikupupurirei pamusoro pezvinhu izvi nokuda kweungano. Ndini mudzi+ nomwana+ waDhavhidhi, uye nyamasase.’”+
11 Jehovha akapika kuna Dhavhidhi,+Chokwadi haazoregi kuzviita, achiti:+“Mumwe pazvibereko zvedumbu rako+Ndichamuisa pachigaro chako choumambo.+
12 Uyezve Isaya anoti: “Pachava nomudzi waJese,+ uye kuchava nomumwe anomuka kuti atonge marudzi;+ marudzi achaisa tariro yawo paari.”+
16 “‘Ini, Jesu, ndakatuma ngirozi yangu kuti ikupupurirei pamusoro pezvinhu izvi nokuda kweungano. Ndini mudzi+ nomwana+ waDhavhidhi, uye nyamasase.’”+