RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 72:2
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    •  2 Ngaarwire mhosva yevanhu venyu nokururama+

      Neyevanotambudzika venyu nezvamakatonga.+

  • Isaya 9:7
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 7 Kukura kwokutonga+ kwomuchinda wacho norugare hazvizogumi,+ pachigaro choumambo chaDhavhidhi+ nepaumambo hwake kuti ahusimbise+ kwazvo uye kuti ahutsigire nokururamisira+ uye nokururama,+ kubvira zvino kusvikira nokusingagumi. Kushingaira kwaJehovha wemauto kuchazviita.+

  • Isaya 11:4
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 4 Asi achatongera vakaderera nokururama,+ uye achatsiura nokururama nokuda kwevanyoro venyika. Acharova nyika neshamhu yomuromo wake;+ uye achauraya munhu akaipa nomudzimu wemiromo yake.+

  • Isaya 32:1
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 32 Tarirai! Mambo+ achatonga kuti pave nokururama;+ uye machinda, achatonga semachinda+ kuti pave nokururamisira.

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe