Eksodho 19:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Pashure paizvozvo vanhu vose vakapindura vachibvumirana, vakati: “Tinoda kuita zvose zvataurwa naJehovha.”+ Mosesi akabva adzorera mashoko evanhu kuna Jehovha.+ 1 Makoronike 9:33 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 33 Ava ndivo vaiva vaimbi,+ vakuru vemadzibaba evaRevhi vaiva mudzimba dzokudyira,+ vaya vaisapiwa rimwe basa;+ nokuti vaifanira kuva pabasa ravo masikati nousiku.+ Nehemiya 13:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 Madzitateguru enyu haana kuita saizvozvi,+ zvokuti Mwari wedu akaunza nhamo yose iyi patiri,+ nepaguta rinowo here? Asi imi muri kuwedzera kutsamwirwa kwazvo kwaIsraeri nokusvibisa sabata.”+
8 Pashure paizvozvo vanhu vose vakapindura vachibvumirana, vakati: “Tinoda kuita zvose zvataurwa naJehovha.”+ Mosesi akabva adzorera mashoko evanhu kuna Jehovha.+
33 Ava ndivo vaiva vaimbi,+ vakuru vemadzibaba evaRevhi vaiva mudzimba dzokudyira,+ vaya vaisapiwa rimwe basa;+ nokuti vaifanira kuva pabasa ravo masikati nousiku.+
18 Madzitateguru enyu haana kuita saizvozvi,+ zvokuti Mwari wedu akaunza nhamo yose iyi patiri,+ nepaguta rinowo here? Asi imi muri kuwedzera kutsamwirwa kwazvo kwaIsraeri nokusvibisa sabata.”+