Revhitiko 26:44 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 44 Asi nokuda kweizvi zvose, pavanoramba vari munyika yevavengi vavo, handizovarambi+ chaizvo kana kuvasema+ kuti ndivatsakatise, kuti ndiputse sungano yangu+ navo; nokuti ndini Jehovha Mwari wavo. Nehemiya 9:31 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 31 Asi nengoni dzenyu zhinji hamuna kuvaparadza+ kana kuvasiya;+ nokuti muri Mwari ane nyasha+ uye ane ngoni.+ Pisarema 78:38 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 38 Asi iye aiva nengoni;+ aifukidza kukanganisa+ orega kuparadza.+Kazhinji aidzora hasha dzake,+Aisamutsa hasha dzake dzose. Mariro 3:22 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 22 Hatina kupera+ nokuda kwemabasa aJehovha omutsa worudo,+ nokuti ngoni dzake hadzizoperi.+ Ezekieri 20:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 “‘“Asi ziso rangu rakavanzwira urombo kuti ndirege kuvaparadza,+ uye handina kuvaparadza murenje. Amosi 9:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 “‘Tarirai! Maziso aChangamire Ishe Jehovha ari paumambo hunotadza,+ achahutsakatisa panyika.+ Kunyange zvakadaro, handizotsakatisi imba yaJakobho zvachose,’+ ndizvo zvinotaura Jehovha.
44 Asi nokuda kweizvi zvose, pavanoramba vari munyika yevavengi vavo, handizovarambi+ chaizvo kana kuvasema+ kuti ndivatsakatise, kuti ndiputse sungano yangu+ navo; nokuti ndini Jehovha Mwari wavo.
31 Asi nengoni dzenyu zhinji hamuna kuvaparadza+ kana kuvasiya;+ nokuti muri Mwari ane nyasha+ uye ane ngoni.+
38 Asi iye aiva nengoni;+ aifukidza kukanganisa+ orega kuparadza.+Kazhinji aidzora hasha dzake,+Aisamutsa hasha dzake dzose.
8 “‘Tarirai! Maziso aChangamire Ishe Jehovha ari paumambo hunotadza,+ achahutsakatisa panyika.+ Kunyange zvakadaro, handizotsakatisi imba yaJakobho zvachose,’+ ndizvo zvinotaura Jehovha.