RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Dheuteronomi 4:31
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 31 Nokuti Jehovha Mwari wako ndiMwari ane ngoni.+ Haazokusiyi kana kukuparadza kana kukanganwa sungano+ yemadzitateguru ako yaakavapikira.

  • 2 Madzimambo 13:23
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 23 Asi Jehovha akavanzwira nyasha,+ akavanzwira ngoni,+ akafunga nezvavo nokuda kwesungano yake+ naAbrahamu,+ Isaka+ naJakobho;+ uye haana kuda kuvaparadza,+ uye haana kuvarasa vachibva pamberi pake kusvikira zvino.

  • Nehemiya 9:31
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 31 Asi nengoni dzenyu zhinji hamuna kuvaparadza+ kana kuvasiya;+ nokuti muri Mwari ane nyasha+ uye ane ngoni.+

  • VaRoma 11:2
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 2 Mwari haana kuramba vanhu vake, vaakatanga kuziva.+ Chokwadi, hamuzivi here zvinotaura Rugwaro pamusoro paEriya, zvaanoteterera kuna Mwari pamusoro paIsraeri?+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe