2 Makoronike 36:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Vakuru vose vevapristi+ nevanhu vakaitawo nokusatendeka kukuru, maererano nezvinhu zvose zvinosemesa+ zvemamwe marudzi, zvokuti vakasvibisa imba yaJehovha yaakanga atsvenesa muJerusarema.+ Nehemiya 9:26 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 26 “Asi havana kuteerera,+ vakakupandukirai+ vakaramba vachirasira mutemo wenyu shure kwavo,+ vakauraya vaprofita venyu,+ avo vakavapupurira kuti vavadzose kwamuri;+ uye vakaita mabasa okusaremekedza zvikuru.+
14 Vakuru vose vevapristi+ nevanhu vakaitawo nokusatendeka kukuru, maererano nezvinhu zvose zvinosemesa+ zvemamwe marudzi, zvokuti vakasvibisa imba yaJehovha yaakanga atsvenesa muJerusarema.+
26 “Asi havana kuteerera,+ vakakupandukirai+ vakaramba vachirasira mutemo wenyu shure kwavo,+ vakauraya vaprofita venyu,+ avo vakavapupurira kuti vavadzose kwamuri;+ uye vakaita mabasa okusaremekedza zvikuru.+