Dheuteronomi 30:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Jehovha Mwari wako achakuunza munyika yakatorwa nemadzibaba ako kuti ive yawo, uye uchaitora kuti ive yako; achakuitira zvakanaka oita kuti uwande kupfuura madzibaba ako.+ Isaya 27:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Jakobho achadzika midzi pamazuva anouya, Israeri+ achatumbuka uye achatungira; vachazadza nyika inobereka nezvibereko.+ Jeremiya 33:22 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 22 Uto riri kumatenga zvarisingaverengeki, uyewo jecha regungwa zvarisingayereki,+ saizvozvowo ndichaita kuti vana vomushumiri wangu Dhavhidhi nevaRevhi vari kundishumira vawande.’”+ Zekariya 10:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 “‘Ndichavaridzira muridzo+ ndovaunganidza; nokuti ndichavadzikinura,+ uye vachava vazhinji, sevaya vaiva vazhinji.+
5 Jehovha Mwari wako achakuunza munyika yakatorwa nemadzibaba ako kuti ive yawo, uye uchaitora kuti ive yako; achakuitira zvakanaka oita kuti uwande kupfuura madzibaba ako.+
6 Jakobho achadzika midzi pamazuva anouya, Israeri+ achatumbuka uye achatungira; vachazadza nyika inobereka nezvibereko.+
22 Uto riri kumatenga zvarisingaverengeki, uyewo jecha regungwa zvarisingayereki,+ saizvozvowo ndichaita kuti vana vomushumiri wangu Dhavhidhi nevaRevhi vari kundishumira vawande.’”+
8 “‘Ndichavaridzira muridzo+ ndovaunganidza; nokuti ndichavadzikinura,+ uye vachava vazhinji, sevaya vaiva vazhinji.+