11 Iti kwavari, ‘“Noupenyu hwangu,” ndizvo zvinotaura Changamire Ishe Jehovha, “Handifariri rufu rwomunhu akaipa,+ asi kuti munhu akaipa atendeuke+ panzira yake, arambe achirarama.+ Tendeukai, tendeukai panzira dzenyu dzakaipa,+ nokuti muchafireiko, haiwa imi imba yaIsraeri?”’+