Dheuteronomi 32:39 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 39 Onai zvino kuti ini—ndini iye+Hakuna vamwe vanamwari vari pamwe chete neni.+Ndinouraya, uye ndinoraramisa.+Ndakakuvadza kwazvo,+ uye ini—ndichaporesa,+Uye hakuna angabvuta muruoko rwangu.+ Jeremiya 30:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 “Nokuti ndichaita kuti uwanezve utano hwakanaka, uye ndichaporesa maronda ako,”+ ndizvo zvinotaura Jehovha. “Nokuti vakakutumidza kuti mukadzi akadzingwa:+ ‘Kureva Ziyoni, risina ari kuritsvaka.’”+
39 Onai zvino kuti ini—ndini iye+Hakuna vamwe vanamwari vari pamwe chete neni.+Ndinouraya, uye ndinoraramisa.+Ndakakuvadza kwazvo,+ uye ini—ndichaporesa,+Uye hakuna angabvuta muruoko rwangu.+
17 “Nokuti ndichaita kuti uwanezve utano hwakanaka, uye ndichaporesa maronda ako,”+ ndizvo zvinotaura Jehovha. “Nokuti vakakutumidza kuti mukadzi akadzingwa:+ ‘Kureva Ziyoni, risina ari kuritsvaka.’”+