RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 1 Samueri 7:3
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 3 Samueri akati kuimba yose yaIsraeri: “Kana muchidzoka kuna Jehovha nemwoyo yenyu yose,+ bvisai vanamwari vokune dzimwe nyika pakati penyu+ uyewo mifananidzo yaAshtoreti,+ muise mwoyo yenyu kuna Jehovha musingatsauki, mushumire iye oga,+ uye achakununurai paruoko rwevaFiristiya.”+

  • 2 Makoronike 30:6
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 6 Naizvozvo vamhanyi+ vakaenda kuvaIsraeri vose nevaJudha vaine tsamba dzakanga dzabva muruoko rwamambo nemachinda+ ake, maererano nomurayiro wamambo, waiti: “Imi vanakomana vaIsraeri, dzokerai+ kuna Jehovha Mwari+ waAbrahamu, Isaka naIsraeri, kuti iye adzokerewo kune vamwe venyu vakapukunyuka,+ vakasara pachanza chemadzimambo eAsiriya.+

  • Isaya 55:6
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 6 Tsvakai Jehovha, achiri kuwanika.+ Danai kwaari achiri pedyo.+

  • Hosiya 12:6
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 6 “Zvino iwe, unofanira kudzokera kuna Mwari wako,+ uchichengeta mutsa worudo+ nokururama;+ utarisire kuna Mwari wako nguva dzose.+

  • Joeri 2:13
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 13 Bvarurai mwoyo yenyu,+ kwete nguo dzenyu;+ uye dzokai kuna Jehovha Mwari wenyu, nokuti iye ane nyasha nengoni,+ anononoka kutsamwa,+ azere nomutsa worudo,+ uye achazvidemba pamusoro pedambudziko racho.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe