Revhitiko 26:41 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 41 Asi ini ndichafamba ndichipikisana navo,+ uye ndichatovaendesa kunyika yevavengi vavo.+ “‘Zvichida panguva iyoyo mwoyo yavo isina kudzingiswa+ ichaninipiswa,+ uye panguva iyoyo vacharipa kukanganisa kwavo. Ezra 9:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Ndakati:+ “Haiwa Mwari wangu, ndinonyara+ uye ndinotsveruka+ kusimudzira chiso changu kwamuri, haiwa Mwari wangu, nokuti kukanganisa kwedu+ kwawanda pamisoro yedu uye kuva nemhosva kwedu kwakura kwazvo kusvikira kumatenga.+
41 Asi ini ndichafamba ndichipikisana navo,+ uye ndichatovaendesa kunyika yevavengi vavo.+ “‘Zvichida panguva iyoyo mwoyo yavo isina kudzingiswa+ ichaninipiswa,+ uye panguva iyoyo vacharipa kukanganisa kwavo.
6 Ndakati:+ “Haiwa Mwari wangu, ndinonyara+ uye ndinotsveruka+ kusimudzira chiso changu kwamuri, haiwa Mwari wangu, nokuti kukanganisa kwedu+ kwawanda pamisoro yedu uye kuva nemhosva kwedu kwakura kwazvo kusvikira kumatenga.+