RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Isaya 54:5
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 5 “Nokuti Muiti+ wako Mukuru ndiye murume wako,+ Jehovha wemauto ndiro zita rake;+ uye Mutsvene waIsraeri ndiye Mudzikinuri wako.+ Achanzi Mwari wenyika yose.+

  • Jeremiya 2:2
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 2 “Enda ushevedzere Jerusarema richinzwa, uchiti, ‘Zvanzi naJehovha:+ “Ndinonyatsoyeuka mutsa worudo wawakaratidza uchiri muduku,+ rudo rwepanguva yawakavimbiswa kuroorwa,+ kunditevera kwawakaita murenje, munyika isina kudyarwa mbeu.+

  • Jeremiya 31:32
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 32 isina kuita sesungano yandakaita nemadzitateguru avo pazuva randakabata maoko avo kuti ndivabudise munyika yeIjipiti,+ ‘sungano yangu yavakaputsa,+ kunyange zvazvo ini ndakanga ndiri murume wavo,’+ ndizvo zvinotaura Jehovha.”

  • Hosiya 2:19
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 19 Ndichakuroora uve wangu nokusingagumi,+ ndichakuroora uve wangu mukururama nomukururamisira nomumutsa worudo nomungoni.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe