RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Jeremiya 3:14
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 14 “Dzokai, haiwa imi vanakomana vakatsauka,”+ ndizvo zvinotaura Jehovha. “Nokuti ini pachangu ndava murume wenyu;+ ndichakutorai, mumwe kubva muguta uye vaviri kubva mumhuri, uye ndichaenda nemi kuZiyoni.+

  • Ezekieri 16:8
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 8 “‘Zvino ndakapfuura pedyo nepawaiva, ndikakuona, uye tarira! nguva yako yakanga yava nguva yokuratidza rudo.+ Naizvozvo ndakatambanudzira kunoperera nguo yangu pamusoro pako+ kuti ndifukidze kusapfeka kwako, ndikapika kwauri, ndikaita sungano newe,’+ ndizvo zvinotaura Changamire Ishe Jehovha, ‘naizvozvo wakava wangu.+

  • Hosiya 2:16
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 16 Nezuva iroro,’ ndizvo zvinotaura Jehovha, ‘uchanditi murume Wangu, uye hauzonditizve tenzi Wangu.’+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe