Eksodho 7:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Asi ini, ndicharega mwoyo+ waFarao uchioma, ndichaita kuti zviratidzo zvangu nezvishamiso zvangu zviwande munyika yeIjipiti.+ Dheuteronomi 4:34 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 34 Kana kuti Mwari akamboedza kuzvitorera rudzi pakati porumwe rudzi achishandisa miedzo+ nezviratidzo+ nezvishamiso+ nehondo+ noruoko rune simba+ noruoko rwakatambanudzwa+ uye kutyisa kukuru+ sezvose zvamakaitirwa naJehovha Mwari wenyu muIjipiti imi muchizviona here? Nehemiya 9:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Makabva maitira Farao nevashandi vake vose nevanhu vose vomunyika yake zviratidzo nezvishamiso,+ nokuti maiziva kuti vaizvikudza+ pamberi pavo; uye makazviitira zita+ sezvazvakaita nhasi. Pisarema 78:43 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 43 Maitiro aakaita zviratidzo zvake muIjipiti+Nezvishamiso zvake munyika yeZoani;+
3 Asi ini, ndicharega mwoyo+ waFarao uchioma, ndichaita kuti zviratidzo zvangu nezvishamiso zvangu zviwande munyika yeIjipiti.+
34 Kana kuti Mwari akamboedza kuzvitorera rudzi pakati porumwe rudzi achishandisa miedzo+ nezviratidzo+ nezvishamiso+ nehondo+ noruoko rune simba+ noruoko rwakatambanudzwa+ uye kutyisa kukuru+ sezvose zvamakaitirwa naJehovha Mwari wenyu muIjipiti imi muchizviona here?
10 Makabva maitira Farao nevashandi vake vose nevanhu vose vomunyika yake zviratidzo nezvishamiso,+ nokuti maiziva kuti vaizvikudza+ pamberi pavo; uye makazviitira zita+ sezvazvakaita nhasi.