Isaya 9:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Nokuti takaberekerwa mwana,+ takapiwa mwanakomana;+ uye kutonga kwomuchinda kuchava papfudzi rake.+ Achanzi Mupi weZano Anoshamisa,+ Mwari Ane Simba,+ Baba Vasingagumi,+ Muchinda woRugare.+ Dhanieri 7:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Akapiwa ushe+ nokukudzwa+ noumambo,+ kuti vanhu, mapoka emarudzi nemitauro vamushumire vose.+ Ushe hwake ushe hunogara nokusingagumi, husingazopfuuri, uye umambo hwake ndohuya husingazoparadzwi.+ Ruka 1:32 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 32 Uyu achava mukuru+ uye achanzi Mwanakomana woWokumusorosoro;+ uye Jehovha Mwari achamupa chigaro choumambo+ chababa vake Dhavhidhi,+
6 Nokuti takaberekerwa mwana,+ takapiwa mwanakomana;+ uye kutonga kwomuchinda kuchava papfudzi rake.+ Achanzi Mupi weZano Anoshamisa,+ Mwari Ane Simba,+ Baba Vasingagumi,+ Muchinda woRugare.+
14 Akapiwa ushe+ nokukudzwa+ noumambo,+ kuti vanhu, mapoka emarudzi nemitauro vamushumire vose.+ Ushe hwake ushe hunogara nokusingagumi, husingazopfuuri, uye umambo hwake ndohuya husingazoparadzwi.+
32 Uyu achava mukuru+ uye achanzi Mwanakomana woWokumusorosoro;+ uye Jehovha Mwari achamupa chigaro choumambo+ chababa vake Dhavhidhi,+