Pisarema 123:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Mweya yedu yakazara nokunyomba kuzhinji kwevaya vagere zvakanaka,+Nokuzvidza kwevaya vanozvitutumadza.+ Zvirevo 1:32 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 32 Nokuti kutsauka+ kwevasina zivo ndiko kuchavauraya,+ uye kushayiwa hanya kwemapenzi ndiko kuchaaparadza.+
4 Mweya yedu yakazara nokunyomba kuzhinji kwevaya vagere zvakanaka,+Nokuzvidza kwevaya vanozvitutumadza.+
32 Nokuti kutsauka+ kwevasina zivo ndiko kuchavauraya,+ uye kushayiwa hanya kwemapenzi ndiko kuchaaparadza.+