Ezekieri 23:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 “Zvino akafukura mabasa ake oupfambi, akafukura kusapfeka kwake,+ zvokuti mweya wangu wakamufuratira, wanyangadzwa naye, sokufuratira kwakanga kwaita mweya wangu mukoma wake, wanyangadzwa naye.+ Hosiya 9:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Nokuti kunyange zvazvo vachirera vanakomana vavo, ndichaita kuti vashayikirwe nevana zvokuti hakuzovi nomunhu;+ nokuti—vachava nenhamo pandinovasiya!+
18 “Zvino akafukura mabasa ake oupfambi, akafukura kusapfeka kwake,+ zvokuti mweya wangu wakamufuratira, wanyangadzwa naye, sokufuratira kwakanga kwaita mweya wangu mukoma wake, wanyangadzwa naye.+
12 Nokuti kunyange zvazvo vachirera vanakomana vavo, ndichaita kuti vashayikirwe nevana zvokuti hakuzovi nomunhu;+ nokuti—vachava nenhamo pandinovasiya!+