Dheuteronomi 32:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Jehovha paakazviona, akabva arega kuvaremekedza,+Nokuda kwokutsamwiswa kwaakaitwa nevanakomana vake nevanasikana vake. Pisarema 78:59 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 59 Mwari akazvinzwa,+ akashatirwa kwazvo,+Naizvozvo akasema Israeri kwazvo.+ Pisarema 106:40 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 40 Zvino Jehovha akatsamwira vanhu vake kwazvo,+Akasema nhaka yake.+ Jeremiya 6:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Ruramiswa,+ haiwa iwe Jerusarema, kuti mweya wangu urege kukufuratira wasemeswa newe;+ kuti ndirege kukuita dongo, nyika isingagarwi.”+ Jeremiya 12:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Kwandiri nhaka yangu yava seshumba iri musango. Yandidzvovera. Ndokusaka ndaivenga.+
19 Jehovha paakazviona, akabva arega kuvaremekedza,+Nokuda kwokutsamwiswa kwaakaitwa nevanakomana vake nevanasikana vake.
8 Ruramiswa,+ haiwa iwe Jerusarema, kuti mweya wangu urege kukufuratira wasemeswa newe;+ kuti ndirege kukuita dongo, nyika isingagarwi.”+