RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Jeremiya 7:11
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 11 Imba ino yave ichishevedzwa nezita rangu+ yava bako remakororo kwamuri here?+ Tarirai ini pachangu ndazvionawo,” ndizvo zvinotaura Jehovha.+

  • Mateu 21:13
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 13 Uye akati kwavari: “Zvakanyorwa kuti, ‘Imba yangu ichanzi imba yokunyengeterera,’+ asi imi muri kuiita bako remakororo.”+

  • Ruka 19:46
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 46 achiti kwavari: “Zvakanyorwa kuti, ‘Imba yangu ichava imba yokunyengeterera,’+ asi imi maiita bako remakororo.”+

  • Johani 2:16
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 16 Iye akati kune vaya vaitengesa njiva: “Bvisai zvinhu izvi muno! Regai kuita imba+ yaBaba vangu imba yokutengesera!”+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe