Pisarema 119:136 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 136 Hova dzemvura dzakayerera mumaziso angu+Nokuti havana kuchengeta mutemo wenyu.+ Jeremiya 9:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Haiwa, kudai musoro wangu waiva mvura, uye kudai maziso angu aiva tsime remisodzi!+ Ndaizosvimha misodzi masikati nousiku nokuda kwevakaurayiwa vomwanasikana wevanhu vangu.+
9 Haiwa, kudai musoro wangu waiva mvura, uye kudai maziso angu aiva tsime remisodzi!+ Ndaizosvimha misodzi masikati nousiku nokuda kwevakaurayiwa vomwanasikana wevanhu vangu.+