-
2 Petro 2:8Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
-
-
8 Murume akarurama iyeye paakanga achigara pakati pavo, zuva nezuva akanga achirwadzisa mweya wake wakarurama nokuda kwemabasa avo okusateerera mutemo aakaona nokunzwa.
-