Jeremiya 26:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Naizvozvo Jeremiya paakanga apedza kutaura zvose zvaakanga arayirwa naJehovha kuti ataurire vanhu vose, vapristi nevaprofita nevanhu vose vakabva vamubata, vachiti: “Chokwadi uchafa.+ Mateu 23:31 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 31 Naizvozvo muri kuzvipupurira kuti muri vanakomana vevaya vakaponda vaprofita.+ Ruka 11:47 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 47 “Mune nhamo imi, nokuti munovaka makuva evaprofita, asi madzitateguru enyu akavauraya!+ Mabasa 7:52 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 52 Ndoupi pavaprofita asina kutambudzwa nemadzitateguru enyu?+ Chokwadi, vakauraya+ vaya vakafanozivisa pamusoro pokuuya kwaIye akarurama,+ uyo imi mazova vatengesi nevapondi vake zvino,+
8 Naizvozvo Jeremiya paakanga apedza kutaura zvose zvaakanga arayirwa naJehovha kuti ataurire vanhu vose, vapristi nevaprofita nevanhu vose vakabva vamubata, vachiti: “Chokwadi uchafa.+
52 Ndoupi pavaprofita asina kutambudzwa nemadzitateguru enyu?+ Chokwadi, vakauraya+ vaya vakafanozivisa pamusoro pokuuya kwaIye akarurama,+ uyo imi mazova vatengesi nevapondi vake zvino,+