Ruka 11:48 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 48 Chokwadi muri zvapupu zvemabasa emadzitateguru enyu asi munobvumirana+ nazvo, nokuti ava vakauraya+ vaprofita asi imi muri kuvaka makuva avo. Mabasa 7:52 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 52 Ndoupi pavaprofita asina kutambudzwa nemadzitateguru enyu?+ Chokwadi, vakauraya+ vaya vakafanozivisa pamusoro pokuuya kwaIye akarurama,+ uyo imi mazova vatengesi nevapondi vake zvino,+ VaHebheru 11:37 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 37 Vakatemwa nematombo,+ vakaedzwa,+ vakachekwa nepakati, vakafa+ vachiurayiwa nebakatwa, vakafamba vakapfeka matehwe emakwai,+ vakapfeka matehwe embudzi, vachishayiwa,+ vachitambudzika,+ vachiitirwa zvakaipa;+
48 Chokwadi muri zvapupu zvemabasa emadzitateguru enyu asi munobvumirana+ nazvo, nokuti ava vakauraya+ vaprofita asi imi muri kuvaka makuva avo.
52 Ndoupi pavaprofita asina kutambudzwa nemadzitateguru enyu?+ Chokwadi, vakauraya+ vaya vakafanozivisa pamusoro pokuuya kwaIye akarurama,+ uyo imi mazova vatengesi nevapondi vake zvino,+
37 Vakatemwa nematombo,+ vakaedzwa,+ vakachekwa nepakati, vakafa+ vachiurayiwa nebakatwa, vakafamba vakapfeka matehwe emakwai,+ vakapfeka matehwe embudzi, vachishayiwa,+ vachitambudzika,+ vachiitirwa zvakaipa;+